username:

password:



 

 Songs
 Albums
 Diggers
 Comments
 Blogwalls

 About
 Email Me


445,329 Albums + 604,843 Individual Songs
Send
Send
 
 
Descriptions

MAI KUVHEYA - HAKUNA ZITA SERA JESU


Playing Next: Tennessee Whiskey Backing Track Chris Stapleton
Random Page  /  Random Song


Enjoy Mai Kvhueya singing the Hymn Hakuna zita sera Jesu
1.HAKUNA zita sera Jesu,
Kana nokudenga,
Hakuna rimwe rakadaro,
Zita raMponesi.

Korus:
Tinoda kuimbira Jesu,
Tichimupa mbiri,
Ngekuti hatizivi zita
Rinokunda iri.

2. NdiJesu wakafira vese,
Wakatida kwazvo,
Zvotanga takaraswa zvedu.
Ngezvitadzo zvedu.

3. NdiJesu wakaita nyasha,
Takamukanganwa,
Wakati, Enda hako mwana,
Usazotadzazve.

4. NdiJesu wakarapa vanhu,
Akavasimbisa,
NdiJesu wakamutsa vafi
Kune hama dzavo.

5. NdiJesu anoenda nesu
Kwese tinoenda,
NdiJesu anotibatsira
Muupenyu hwedu.


© 2021 Basing IT